KwaunobvaDuramazwiTtsunungurira

Duramazwi

tsunungurira

Zvinoreva

Kana uchitsunungurira unenge uchidya uchiita zvishoma zvishoma kuitira kuti zvauri kudya zvisakasika kupera.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsununu

Tsununu munhu anonyima zvikuru asingapi nhando zvaanenge ainazvO.

Verenga

Swipe for the next word