Duramazwi
mbandidzira
-manidzira-mbanika-mbandika
Duramazwi
Kumbandidzira chinhu kuchidzvanyidzira pakamanikira. Gonhi randimbandidzira munwe pandanga ndichirivhara.

Kutsikira kumbandidzira zvinhu kuti zvikwane mukahomwe kana panhu padiki.
Kumana kumbandidzira chinhu pakati nemasimba anobva kumativi maviri.
Kumbandidzira chinhu kuchidzvanyidzira pakamanikira. Gonhi randimbandidzira munwe pandanga ndichirivhara.
-manidzira · -mbanika · -mbandika
Duramazwi
01 / 03mbandika
Kumbandidzira.
VerengaSwipe for the next word