Duramazwi
Zvinoreva
Kutsunya.
Kana nhengo yomuviri ichiswinya inenge ichisosona zvokuda kukwenywa.
Kutsunya.
Chikukwa igonye rine mambava ane unye, zvokuti ukarinzvenzvera ganda rinoswinya.
Kuti kwenyu kungoti marei zvishoma mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya.
Zvihwizi makonye ane ruvara rwakatsvukuruka nemvere, anoswinya kana ukaagunzva.
Kana nhengo yomuviri ichiswinya inenge ichisosona zvokuda kukwenywa.
Kuti kwenyu kungoti marei zvishoma mumwe munhu panenge pachivava kana kuswinya.
Zvihwizi makonye ane ruvara rwakatsvukuruka nemvere, anoswinya kana ukaagunzva.
Kuti gwabvu kukwenya kune simba, kazhinji kana panzvimbo pacho pachiswinya.
Kuswinya
Zvakafanana
-nyerera · -panda
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03swiswidza
kurwadza kunoita paunenge warohwa, kurumwa kana kugunzva zvinovava paganda.
VerengaSwipe for the next word