KwaunobvaDuramazwiSswetaira

Duramazwi

swetaira

Zvinoreva

Kuswetaira kufamba nenhambwe dokodoko.

1

Kuswetaira kufamba nenhambwe dokodoko.

Kana munhu achiswetaira anenge achifamba achiratidza kuti hapana paakananga chaipo.

2

Kana munhu achiswetaira anenge achifamba achiratidza kuti hapana paakananga chaipo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

swi

Kuti swi kuruma kunoita utunga.

Verenga

Swipe for the next word