Duramazwi
Zvinoreva
Kutadza kunyatsofamba zvakanaka nekuda kwekunyara.
1
Kutadza kunyatsofamba zvakanaka nekuda kwekunyara.
Kuti sweta sweta kufamba munhu asina kana nekai kaakapfeka.
2
Kuti sweta sweta kufamba munhu asina kana nekai kaakapfeka.
3
Kuti sweta sweta kufamba kwemunhu anyadziswa pane ruzhinji zvokuti kunyatsoita nhanho kunenge kwonetsa.
Pakataurwa mabasa ake eumhombwe akanga ava kungoti sweta sweta sembwa yarumwa nedzimwe.
4
Kuti sweta sweta kutadza kunyatsofamba zvakanaka nokuda kwekuti munhu anenge akapfeka hembe dzinobata.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03swetaira
Kuswetaira kufamba nenhambwe dokodoko.
VerengaSwipe for the next word