KwaunobvaDuramazwiSswero-

Duramazwi

swero-

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinotaridza kuti chinhu chakaiitwa zuva rose, kana kuti chakapedza nguva refu chichiitwa.

1

Ichi chiitogama chinotaridza kuti chinhu chakaiitwa zuva rose, kana kuti chakapedza nguva refu chichiitwa.

Vakaswefamba nedhorobha vachitsvaga hembe dzevana vechikoro.

Uku baba vacho Havana kusiya kupopota muswero wese.

Kana munhu achiti kumunhu maswero anenge achimhorosa munhu waamboonana naye achimubvunza kuti aswere sei.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sweta sweta

Kutadza kunyatsofamba zvakanaka nekuda kwekunyara.

Verenga

Swipe for the next word