KwaunobvaDuramazwiSswerera

Duramazwi

swerera

Zvinoreva

Kana ukaswerera kuita chimwe chinhu unenge wachiita zuva rose.

1

Kana ukaswerera kuita chimwe chinhu unenge wachiita zuva rose.

Kuswerera porridge rine salt chete.

Mabhangi arerukirwawo kuti havachaswerera kupa vanhu vazhinji mari, nharembozha yatovewo bhangi pachezvaro, rinotumira nekugashira mari.

Kana ukaswerera kuita chimwe chinhu unenge wachiita zuva rose.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

swerero

Swerero ibasa rinotora zuva rese kuti ripere.

Verenga

Swipe for the next word