KwaunobvaDuramazwiHhombe

Duramazwi · zita

hombe

big · enormous · huge · large · bulk

-kuru

Zvinoreva

Tsvimborume.

Iri idzitsi rechipauro chinoratidza kuti chiri kutaurwa nezvacho chakakura.

1

Tsvimborume.

BaTakue vaisekerera zvisingaite maimhofu vaitoshaya kuti vari kufarei munhu anemhosva hombe kudaro.

Vairatidza kuti vaive nezvihombe hombe chaizvo zvavaifunga.

Iye zvino vainge vakabata mari hombe mumaoko avo.

2

Iri idzitsi rechipauro chinoratidza kuti chiri kutaurwa nezvacho chakakura.

Handidi murume muhombe.

Mukaka wakamwa nhasi uri mujagi hombe iro.

Ane nzeve hombe dzakaramwa musoro.

Zvakafanana

-kuru

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hombera

Hombera igo hombe, dema rinoruma zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word