KwaunobvaDuramazwiHhomba

Zvinoreva

Homba idemhe rehozhwe.

1

Homba idemhe rehozhwe.

Homba munhukadzi akura zvokupfuura nguva yokuroorwa.

Baba vakabhomba mwana wavo nemibvunzo vamuwana akadhakwa pachikoro.

Kubhomba kudonhedzera mabhambo pavanhu kana kuti nzvimbo nechinangwa chekuparadza.

2

Homba munhukadzi akura zvokupfuura nguva yokuroorwa.

Zvakafanana

hwanzvo

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hombarume

Hombarume muvhimi mukuru anoti akaenda musango haadzoki asina mhuka.

Verenga

Swipe for the next word