Duramazwi
jaidza
-tunhidza
Duramazwi
Kujaidza kuregerera munhu kana mhuka ichiita kamwe katsika kakaipa kanozonetsa kuregera.
Kujaidza kuregerera munhu kana mhuka ichiita kamwe katsika kakaipa kanozonetsa kuregera.
Ndakasiya ndachanjaidza bhasikoro munzira ndomhanyira bhazi rakanga rondisiya.
Kunjaidza kuenda mudenga nokudzoka pasi, sezvinoita munhu ari pabhiza riri kumhanya.
Kujaidza kuregerera munhu kana mhuka ichiita kamwe katsika kakaipa kanozonetsa kuregera.
-tunhidza
Duramazwi
01 / 03jaidzwa
Kana munhu achinzi akajaidzwa anenge akasiyiwa achiita kamwe katsika kanomuzonetsa kuti aregere.
VerengaSwipe for the next word