KwaunobvaDuramazwiJjairika

Duramazwi

jairika

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anojairika anenge asinganetsi kushanda, kunzwana kana kugara naye.

1

Kana munhu achinzi anojairika anenge asinganetsi kushanda, kunzwana kana kugara naye.

Pakasvika musikana asina kujairika, achishevedzera Rutendo kuti abude atore "chipo" kuna amai vake.

Kurova mwedzi netsiva kuita chinhu chisina kujairika uye chisingagoneki nyore.

Kana munhu achinzi anojairika anenge asinganetsi kushanda, kunzwana kana kugara naye.

2

Kana munhu achinzi anojairika anenge asinganetsi kushandura mafungiro.

Mamwe mazwi ane J

J

Swipe for the next word