Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jaivhi kachidobi kangaitwa nomutambi wemhanzi pakutamba. Iyi jaivhi ukada kuitevedzera unovhunika makumbo.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jaja
Pamutambo wenhabvu kujaja kuedza kutoreraa munhu bhora muri vaviri panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word