Duramazwi · zita
jairira
compulsive
Duramazwi · zita
compulsive
Iyi itsika yekuda kungofamba nzendo usina kurongedzera zvakakwana.
Iyi itsika yekuda kungofamba nzendo usina kurongedzera zvakakwana.
Vakambofunga kuti asi kuda Tadiwa ave kuziva here kuti vai sava maivake nyakutumbura kuzova jairira pakudaro.
Iyi itsika yokuramba munhu achingogaroba. Ukajairira chibechibe, rimwe gore zvinozokuwana.
Rugaro maitiro kana tsika inenge yajairira munhu muupenyu hwake.
Iyi itsika yokuramba munhu achingogaroba. Ukajairira chibechibe, rimwe gore zvinozokuwana.
Rugaro maitiro kana tsika inenge yajairira munhu muupenyu hwake.
Kana zvinhu zvichinzi zvava kunjeya vanhu vanenge vazvijairira nokuda kokuti zvawandisa panzvimbo.
-jaira
Duramazwi
01 / 03jaivha
Kana munhu achijaivha anenge achifambisa muviri wake zvinoenderana nerumbo runenge ruchiimbwa kana kuridzwa.
VerengaSwipe for the next word