Duramazwi03 / 03jakafiriJakafiri zvinhu zvese zviri pasi, zvekuti chero munhu anogona kushandisa nekuti ndezvemunhu wese. Mugomo rekumusha kwedu mune jakafiri chairo remichero.Verenga→