Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jaka ihosho inosungirirwa mumakumbo kuti igorira kana munhu achitamba.
1
Jaka ihosho inosungirirwa mumakumbo kuti igorira kana munhu achitamba.
Jaka ihosho inosungirirwa mumakumbo kuti igorira kana munhu achitamba.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jakafiri
Jakafiri zvinhu zvese zviri pasi, zvekuti chero munhu anogona kushandisa nekuti ndezvemunhu wese. Mugomo rekumusha kwedu mune jakafiri chairo remichero.
VerengaSwipe for the next word