KwaunobvaDuramazwiGgavhu

Zvinoreva

Gavhu rudzi rweguchu rine mhunzi mukati, rinowanzoshandiswa pakutamba rakasungirirwa mumakumbo.

1

Njekenje igavhu rinenge raoma, rinogona kushandiswa sehosho.

Kugwajarika ruzha runoitwa nemunhu anenge akasungira magavhu mumakumbo, kana kuti nokudonha kunoita svinga rehuni.

Zvakafanana

gagada · jakwara

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word