Duramazwi
Zvinoreva
Kugagadura.
1
Kugagadura.
Shangara mutambo unoitwa vanhu vachiridza ngoma vachidzana, vakasungira magagada mumakumbo.
Mushwavo chikwenzi chinoita mapazi akawanda, anoita minzwa, chinobereka zvivana zvinosungirwa mumaoko nemumakumbo semagagada.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gagadhidza
Kugagadhidza kunwa nokukasika chaizvo zvokuti panoitika karuzha.
VerengaSwipe for the next word