KwaunobvaDuramazwiGgaga

Zvinoreva

Kugaga kutema pasi pakaoma kana kuti mudhuri wakaoma uchiutsemura.

Kana munhu akati gaga anenge akarara nemusana akazorora.

1

Kuti gaga gaga kudonha kwemadonhwe emvura iri kutanga kunaya.

2

Zvakafanana

gagama · dedema

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gaga gaga

Kuti gaga gaga kudonha kwemadonhwe emvura iri kutanga kunaya.

Verenga

Swipe for the next word