Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gavakava rudzi rwekamuti kadiki kane mapazi makobvu asina mashizha, ane minzwa, anotangira muvhu uye anobuda muto unovava chaizvo unonzi unorapa chirwere chedzihwa pahuku.
1
Gavakava rudzi rwekamuti kadiki kane mapazi makobvu asina mashizha, ane minzwa, anotangira muvhu uye anobuda muto unovava chaizvo unonzi unorapa chirwere chedzihwa pahuku.
Kugunzva chinhu kana kungochibata zvishomanani. _Ndakagunzva gavakava ndikaswerovaviwa_.
Chinanazi muchero une tuminzwa nedzinde rinenge gavakava, uye unosvinwa muto unogadziriswa chinwiwa chinotapira chinozotengeswa muzvitoro.
Munanazi muti unorimwa nevanhu, wakafanana negavakava, unoberekera muchero wawo pasi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gavaza
Kana munhu achinzi anogavaza anenge achitaurisa.
VerengaSwipe for the next word