KwaunobvaDuramazwiJjakaidza

Duramazwi

jakaidza

Zvinoreva

Kujakaidza kuzunza mhete dzinenge dzakapfekwa kana munhu achifamba kana kumhanya, zvinoita kuti dzizorira.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jakaira

Kujakaira kufamba-famba pese pese uchiratidza kushushikana nekusagadzikana.

Verenga

Swipe for the next word