KwaunobvaDuramazwiJjakafiri

Duramazwi · zita

jakafiri

Zvinoreva

Jakafiri zvinhu zvese zviri pasi, zvekuti chero munhu anogona kushandisa nekuti ndezvemunhu wese. Mugomo rekumusha kwedu mune jakafiri chairo remichero.

1

Jakafiri zvinhu zvese zviri pasi, zvekuti chero munhu anogona kushandisa nekuti ndezvemunhu wese. Mugomo rekumusha kwedu mune jakafiri chairo remichero.

Jakafiri kufara nekudya kwakawanda pamutambo.

2

Jakafiri kufara nekudya kwakawanda pamutambo.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jakaidza

Kujakaidza kuzunza mhete dzinenge dzakapfekwa kana munhu achifamba kana kumhanya, zvinoita kuti dzizorira.

Verenga

Swipe for the next word