KwaunobvaDuramazwiKkan'aura

Duramazwi

kan'aura

Zvinoreva

Kukan'aura chinhu kuchicheka kana kuchitimba zvakasimba, nokuchisiya chava nevanga kana gomba.

1

Kukan'aura chinhu kuchicheka kana kuchitimba zvakasimba, nokuchisiya chava nevanga kana gomba.

Musatamba nezibanga iri, munogona kukan'aurana.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word