Duramazwi · zita
Zvinoreva
Aka kasadza kana kumwewo kudya kunobikirwa murume nomudzimai wake mangwanani-gwanani, zvikuru kana amuka aine bhabharasi ranezuro wacho.
1

kamutsa 12, chimutsanedako 7, chimutsa 7, chimukaufuregonzo 7.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kamwe
once
VerengaSwipe for the next word