KwaunobvaDuramazwiKkana

Duramazwi

kana

either · if · neither · nor · or · whether

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa muchirevo kuratidza zvinhu zvakasiyana zvinogona kuitika kana kusarudzwa.

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achiramba zvimwe zvinhu.

1

Iri izwi rinoshandiswa muchirevo kuratidza zvinhu zvakasiyana zvinogona kuitika kana kusarudzwa.

Ndipei henyu iri mari, kana midziyo yokushandisa, kana mbatya dzokupfeka.

Kana Vari saMaitakue vainge vonakidzwa zvemufirimu zvavo nezvavainge vaona.

2

Iri izwi rinoshandiswa kurebesa chirevo, uchiratidza kuti chii chinotanga kuitika kuti chimwe chizotevera.

Kana vakandipa mari yangu mangwana, ini ndinobva ndangonanga kwangu kumusha.

3

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achiramba zvimwe zvinhu.

Kana, haana kumboenda ikoko.

Anonyepa.

Papasina kana way of escape because gogoe avo vainge votouya apo mawindow aine mabaglars.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word