KwaunobvaDuramazwiKkanan'ana

Duramazwi

kanan'ana

adamant

Zvinoreva

Kuti kanan'ana kuramba wakaomerera pane mamwe mufungiro.

Kuti kanan'ana kuramba wakatarisa munhu kana chinhu.

Kukanan'ana kuita nharo, kazhinji uchiitira munhu ari kuda kukubatsira kuti usapinde munjodzi kana mumatambudziko.

1

Vanhu vose vakaedza kuudza Tendai kuti achinje mafungiro, iye ndokuti kanan'ana nepfungwa yake yekubvisa nhumbu, izvo zvakazomuuraya.

2

3

Paakaedza kubatwa kuti aregedze kurwa, akaramba achikanan'ana kusvikira azobayiwa nebanga.

Vanhu vose vakaedza kuudza Tendai kuti achinje mafungiro, iye ndokuti kanan'ana nepfungwa yake yekubvisa nhumbu, izvo zvakazomuuraya.

Kuti kanan'ana kuramba wakaomerera pane mamwe mufungiro.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanana

Kanana kanhu kadikidiki kana kuti katsika kanoipisa kana kushoresa munhu.

Verenga

Swipe for the next word