Duramazwi
Zvinoreva
Kukakavara kuita nharo dzakasimba usingadi kunzwa zvinotaurwa nomumwe munhu.
1
Kukakavara kuita nharo dzakasimba usingadi kunzwa zvinotaurwa nomumwe munhu.
Neimwewo nguva gakava rinogona kuvepo munyori achikakavara nepfungwa yapiwa.
Kukakavara kuita nharo dzakasimba usingadi kunzwa zvinotaurwa nomumwe munhu.
Kana munhu aine nharorukongo, anenge achingokakavara asi pasina chitsva chaari kutaura.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakavi kakavi
Kuti kakavi kakavi kunyatsokweva chinwiwa chaunenge uchinwa.
VerengaSwipe for the next word