Duramazwi
-svarangadza
Zvinoreva
Kukabvura chinhu kuchicheka nepakuru uye zvakadzika.
1
Kukabvura chinhu kuchicheka nepakuru uye zvakadzika.
Mbada yakasvetukira muvhimi ikamukakabvura ganda kumeso.
Kukakabvura ganda kurimara kana kuritsunya kana kuribvarura nenzwara.
Kukakabvura kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma.
2
Kukabvura kudya kunoita munhu ane makaro, achinokora nokupfonyera mumuromo chikafu chakawandisa.
Zvakafanana
-svarangadza
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kabwada
Kana dumbu kana kuti saga rakati kabwada rinenge rakawira mukati, kuratidza kuti hamuchina chinhu.
VerengaSwipe for the next word