Duramazwi
kacha
ke chu kachu
Duramazwi
Kukacha sadza kurikanda nekurigamha riri mundiro muchangoripakura, nechinangwa chekuti ribude rakanyatsotenderera.
Kukacha sadza kurikanda nekurigamha riri mundiro muchangoripakura, nechinangwa chekuti ribude rakanyatsotenderera.
Kana bhora rati kach kacha rinenge rabanhwa richinlonyatsowira mumaoko agorokipa.
Kuti chacharakacha kuyambuka rwizi kana chikova chine mvura yakawanda.
Kuvhakacha kuenda kune imwe nzvimbo kundofara kana kundoona vamwe.
ke chu kachu
Duramazwi
01 / 03kachasu
Kachasu idoro rinobikwa nesadza, mbiriso neshuga, rinotora nguva diki kuti rivire, uye rinodhaka chaizvo.
VerengaSwipe for the next word