Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kachasu idoro rinobikwa nesadza, mbiriso neshuga, rinotora nguva diki kuti rivire, uye rinodhaka chaizvo.
1

Kachasu idoro rakashata nokuti rinouraya utano hwavanhu nokuzopedzisira chavadhomora miromo.
Kachasu idoro rinobikwa nesadza, mbiriso neshuga, rinotora nguva diki kuti rivire, uye rinodhaka chaizvo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kacheche
Rusvava.
VerengaSwipe for the next word