KwaunobvaDuramazwiKkabwada

Duramazwi

kabwada

Zvinoreva

Kana dumbu kana kuti saga rakati kabwada rinenge rakawira mukati, kuratidza kuti hamuchina chinhu.

Kuti kabwada kurara kwemunhu apererwa nezano uye onzwisa tsitsi.

1

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kabwadika

Kukabwadika kuwira mukati kunoita dumbu kana kuti saga rinenge risisina chinhu.

Verenga

Swipe for the next word