Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kabvu chinhu kuchibvarura kana kuchicheka nepakuru.
Kuti kabvu kuita karuzha kekutsika mumvura munhu achibira rwizi.
1

Gomana remakaro rakati kabvu zinhindi zihombe renyama.
Mutombo mutambo unoitwa mushure mekunge musha-kabvu achangochengetwa.
2
Kuti kabvu kuita karuzha kekutsika mumvura munhu achibira rwizi.
Gomana remakaro rakati kabvu zinhindi zihombe renyama.
Kuti kabvu kuita karuzha kekutsika mumvura munhu achibira rwizi.
Kuti kabvu chinhu kuchibvarura kana kuchicheka nepakuru.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kabvura
Kukabvura chinhu kuchicheka nepakuru uye zvakadzika.
VerengaSwipe for the next word