KwaunobvaDuramazwiKkabwadika

Duramazwi

kabwadika

Zvinoreva

Kukabwadika kuwira mukati kunoita dumbu kana kuti saga rinenge risisina chinhu.

Kukabwadika kurara kwemunhu ashaya zano, opisa tsitsi.

1

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kacha

Kukacha sadza kurikanda nekurigamha riri mundiro muchangoripakura, nechinangwa chekuti ribude rakanyatsotenderera.

Verenga

Swipe for the next word