KwaunobvaDuramazwiMmachakwi

Duramazwi · zita

machakwi

Zvinoreva

Machakwi inzvimbo inowanikwa mubani kana muguvi inenge ine mvura.

1

Machakwi inzvimbo inowanikwa mubani kana muguvi inenge ine mvura.

Ndoronya inzvimbo ine machakwi akawanda chaizvo, zvokuti vanhu havagoni kupfuura napo.

Machakwi imvura inenge yakanjenga munzira, paruware kana papi zvapo.

Machakwi inzvimbo inowanikwa mubani kana muguvi inenge ine mvura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

machambamba

Machambamba idoro rinoshata zvikuru uye rinogona kurwarisa munhu anenge arinwa.

Verenga

Swipe for the next word