KwaunobvaDuramazwiMmachakata

Duramazwi · zita

machakata

Zvinoreva

Machakata miti mihombe yorudzi rwomuchakata inenge yakawanda.

1

Kana zvinhu zvichinzi machakata zvinenge zvakawanda chaizvo.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

machakwi

Machakwi inzvimbo inowanikwa mubani kana muguvi inenge ine mvura.

Verenga

Swipe for the next word