Duramazwi · zita
Zvinoreva
Deka inzvimbo yakadzikira, ine ivhu rinochengeta mvura zvokuti inogara yakanyorova.
Kudeka kuita ruzha rwekuvhunika sezvinoita muti wanga uchitemwa.
Kuti deka kuva munhu akasununguka mupfungwa, asina zvinhu zvinomunetsa.

Mupunga neshezha imbeu dzinorimwa padeka.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dekara
luxurious
VerengaSwipe for the next word