KwaunobvaDuramazwiPpedhi

Duramazwi · zita

pedhi

Zvinoreva

Pedhi mapepa akabatanidzwa pamwe chete, anonyorerwa zvinhu zvakasiyana-siyana.

1

Pedhi ndechinogadzirwa nedonje, chinoshandiswa nevanhukadzi pa mazuva avanenge vari kumwedzi kuti ropa risaenda panhumbi.

Sipedhi ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pazvimakasi zvemutambo wemakadhi.

2

Pedhi ndechinogadzirwa nedonje, chinoshandiswa nevanhukadzi pa mazuva avanenge vari kumwedzi kuti ropa risaenda panhumbi.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word