Duramazwi
Zvinoreva
Kuchachavara kutadza kufamba zvakanaka kunokonzwerwa nezvakaita sekukuvara, maronda kana marwadzo.
1

Munhu ane nhonho anofamba achichachavara upenyu hwake hwose.
Kuchachavara kutadza kufamba zvakanaka kunokonzwerwa nezvakaita sekukuvara, maronda kana marwadzo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chachu
Kuti chachu kutema mashanga seechibage nebadza kana chimwe chinobvira kutema nacho.
VerengaSwipe for the next word