KwaunobvaDuramazwiKkamufarara

Duramazwi · zita

kamufarara

Zvinoreva

Kana uchikambura muriwo unenge uchiita zvokuuseva, asi uchitora wakawandisa panguva imwe chete. Kana mukakambura muriwo, munozopedzisira moritemura sadza iroro.

Kana zvinhu zvakaita kamufarara zvinenge zviri zvidikidiki, zvakawandisisa uye zvakapararira panzvimbo huru.

1

2

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word