Duramazwi · zita
mai
mater · Mrs., mother · Mrs.
Duramazwi · zita
mater · Mrs., mother · Mrs.
Mai izwi rekukudza rinoshandiswa kana mukadzi achishevedzwa nezita remurume wake.
Mai izwi rekukudza rinoshandiswa kana mukadzi achishevedzwa nezita remurume wake.
Mai Dombo vanoshanda kuHarare.
Dai pasina mai vemwana uyu nehuroyi hwavo pamwe izvozvi dai daddy vari vapenyu.
Ndakavamhoresa vese namama mai Sipho ndichibva ndatomhanya upstairs kunogeza.
Duramazwi
01 / 03mai vemba
Uyu munhukadzi akaroorwa anenge achitotarisirwawo kuti ararame upenyu hwekuva mukadzi wemunhu.
VerengaSwipe for the next word