Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe dziya dzemahwinya dziri mufashoni mazuva ano.
1
Mahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe dziya dzemahwinya dziri mufashoni mazuva ano.
Man'an'a mahwinya anowanikwa pamusoro pechinhu chakaita sebwe rekukweshesa.
Chichakati isiketi yakafara, ine mahwinya, inoti munhu akaipfeka akazeya, inofutunuka.
Mahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe dziya dzemahwinya dziri mufashoni mazuva ano.
2
Mahwinya zvimamino zvinokonzerwa nekuunyana kwehembe. Ndasangana naye akapfeka hembe yakau-nyana, ine mahwinya aiita kunge yabuda mukanwa medhongi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mai
mater
VerengaSwipe for the next word