Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana siketi ine mamino inenge yakapetwa-petwa nenzira yekuti inoita mijinjiziri yakawanda inodzika kubva kumusoro kusvika zasi uye isingadzimi chero ikachiswa.
1
Kana siketi ine mamino inenge yakapetwa-petwa nenzira yekuti inoita mijinjiziri yakawanda inodzika kubva kumusoro kusvika zasi uye isingadzimi chero ikachiswa.
Tererini isiketi ine mamino mamino akawanda, yakamboita fashoni yakanetsa.
Mahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe dziya dzemahwinya dziri mufashoni mazuva ano.
Muchekwa inhumbi yomunhukadzi isina mamino.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mamiriro
concept
VerengaSwipe for the next word