Duramazwi01 / 03maminoKana siketi ine mamino inenge yakapetwa-petwa nenzira yekuti inoita mijinjiziri yakawanda inodzika kubva kumusoro kusvika zasi uye isingadzimi chero ikachiswa.Verenga→