KwaunobvaDuramazwiMmamhepo

Zvinoreva

Mweya wakaipa.

1

Mweya wakaipa.

Mamhepo chirwere chinonzi chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere.

Mutovhoti muti murefu une midzi kana makwande anoshandiswa semushonga wechivanhu wokudzinga mamhepo.

Mutandangozi mushonga unowanikwa iri midzi unopfungaidzirwa kuitira kudzinga mamhepo nemweya yakaipa.

2

Mamhepo chirwere chinonzi chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere.

3

Mamhepo kuita zvisina musoro, zvisingatarisirwi nevamwe. _Mamhepo chaiwo kuona mwana achituka amai vake._

Zvakafanana

mhepo · mweya

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word