KwaunobvaDuramazwiMmahwangu

Duramazwi · zita

mahwangu

Zvinoreva

Mahwangu ibota rinobikirwa muhari tsva isati yambobikirwa, kuitira kuti isazoshatisa zvidyiwa pakubika.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mahwidi

Mahwidi idoro shoma rinongobikirwa murume nomukadzi wake.

Verenga

Swipe for the next word