KwaunobvaDuramazwiMmahwanda

Duramazwi · zita

mahwanda

Zvinoreva

Mahwanda chirwere chinobata n'ombe dzichizvimba pamahwanda, zvichiita kuti dzitadze kunyatsofamba.

1

Mahwanda chirwere chinobata n'ombe dzichizvimba pamahwanda, zvichiita kuti dzitadze kunyatsofamba.

Kuti ndyandya ndyandya kumhanya kunoita mhuka ine mahwanda makuru, ichiita mutsindo.

Mazondo chirwere chemakumbo chinobata mhuka dzine mahwanda akapatsanuka.

Kuti ngocho ngocho kufamba kwemhuka ine mahwanda anenge achiita ruzha.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mahwangu

Mahwangu ibota rinobikirwa muhari tsva isati yambobikirwa, kuitira kuti isazoshatisa zvidyiwa pakubika.

Verenga

Swipe for the next word