Duramazwi03 / 03mainasiMainasi chiratidzo chinoshandiswa mumasvomhu chinonyorwa seizvi - chinotaridza kuti imwe nhamba iri kubviswa kubva mune imwe.Verenga→