KwaunobvaDuramazwiMmaikorosikopu

Duramazwi · zita

maikorosikopu

microscope

Zvinoreva

Uyu muchina unokudza kutaridzika kwechinhu, unoshandiswa kuona zvinhu zvidiki zvisingagoni kuonekwa nemaziso.

1

Uyu muchina unokudza kutaridzika kwechinhu, unoshandiswa kuona zvinhu zvidiki zvisingagoni kuonekwa nemaziso.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mainasi

Mainasi chiratidzo chinoshandiswa mumasvomhu chinonyorwa seizvi - chinotaridza kuti imwe nhamba iri kubviswa kubva mune imwe.

Verenga

Swipe for the next word