KwaunobvaDuramazwiMmaikorofoni

Duramazwi · zita

maikorofoni

microphone

Zvinoreva

Aka kamudziyo kanoshandiswa pakuita kuti mashoko nemazwi aite ruzha rwakawanda, uye pakumaisa pamuchina unotapa mazwi.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word