KwaunobvaDuramazwiMmbuzvambuzva

Duramazwi · zita

mbuzvambuzva

nyarumbiranyamuumbira lanyarumbira la

Zvinoreva

Mbuzvambuzva chipembenene chinobhururuka, chakafanana neigo, chinovaka dendere racho nedhaka panhungo kana pachidziro chemba.

1

Mhundu idendere rembuzvambuzva rinovakwa nevhu.

Zvakafanana

nyarumbira · nyamuumbira la · nyarumbira la

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbuzvi

Mbuzvi inyoka yemumvura, isingarumi nhando.

Verenga

Swipe for the next word