KwaunobvaDuramazwiMmbwambwambwa

Duramazwi · zita

mbwambwambwa

inda yegunguonhata yemusavara

Zvinoreva

Kuti mbwambwambwa kuora kunoita howa kana shamba.

Mbwambwambwa chipembenene chinowanzowanikwa pashiri dzakaita semakunguwo.

Gangemukange.

1

2

3

Zvakafanana

inda yegunguo · nhata yemusavara

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word